Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Isaya 66:1-2

Isaya 66:1-2 SNA2002

Zvanzi naJehovha, “Kudenga ndicho chigaro changu choushe, nyika ndicho chitsiko chetsoka dzangu; mungandivakira imba yakadiniko? Ndeipiko nzvimbo pandingazorora? Nokuti zvinhu izvi zvose zvakaitwa noruoko rwangu, izvi zvinhu zvose zvakaitwa kudaro ndizvo zvinotaura Jehovha; asi ndicharangarira munhu uyu, iye murombo anomweya wakaputsika, anodedera neshoko rangu.

Verenga chikamu Isaya 66