Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Isaya 46:9-10

Isaya 46:9-10 SNA2002

Rangarirai zvinhu zvapfuura zvakare; nokuti ndini Mwari, hakuna mumwe, ndini Mwari, hakuna akafanana neni; iye anoparidza kubva pakutanga izvo zvichaitika pakupedzisira, nokubva panguva yekare-kare zvinhu zvichigere kuitwa, ndichiti, ‘Zvandakarayira zvichamira, ndichaita zvose zvandinoda;’

Verenga chikamu Isaya 46