Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Isaya 42:16-17

Isaya 42:16-17 SNA2002

Mapofu ndichaafambisa nenzira yaasingazivi, pamakwara aasingazivi ndichatungamirira; rima ndichariita chiedza pamberi pavo, nezvakakombama ndichazviruramisa. Zvinhu izvi ndichazviita, handingavasiyi. Vanovimba nemifananidzo yakavezwa, vanoti kumifananidzo yakaumbwa, “Imi muri vamwari vedu,” ivo vadzoserwa shure, vachanyadziswa kwazvo.

Verenga chikamu Isaya 42