asi Kristu soMwanakomana, akaiswa pamusoro pemhuri yake; iye, tiri mhuri yake isu, kana tikabatisisa kusvika pakuguma kusatya kwedu netariro yatinozvirumbidza pamusoro payo. Naizvozvo, sezvinotaura Mweya Mutsvene, achiti, “Nhasi, kana muchinzwa izwi rake, Musaomesa mwoyo yenyu, sapanguva yokutsamwisa, Napazuva rokuedzwa murenje
Verenga chikamu VaHebheru 3
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: VaHebheru 3:6-8
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo