Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaHebheru 11:7

VaHebheru 11:7 SNA2002

Nokutenda Noa akati anyeverwa pamusoro pezvinhu zvichigere kuonekwa, akagadzira areka nokutya Mwari, kuti aponese mhuri yake; akapa nyika mhosva nazvo, akagara nhaka yokururama kunouya nokutenda.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neVaHebheru 11:7