Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaHebheru 11:24-26

VaHebheru 11:24-26 SNA2002

Nokutenda Mosesi akura, akaramba kunzi mwanakomana womukunda waFarao, akati zviri nani kuitirwa zvakaipa pamwechete navanhu vaMwari pakufarira zvivi nguva duku; akati kuzvidzwa kwaKristu ipfuma huru kupfuma kwose kweIjipiti; nokuti akatarira mubayiro.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neVaHebheru 11:24-26