Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Genesi 50:19-21

Genesi 50:19-21 SNA2002

Josefa akati kwavari, “Musatya, nokuti ini ndiri pachigaro chaMwari here? Kana murimi, makandifungira zvakaipa, asi Mwari akafunga kuti zvive zvakanaka, kuti zviitwe sezvinoitwa nhasi, kuti vanhu vazhinji vararamiswe. Naizvozvo zvino musatya, ndichakuchengetai, nepwere dzenyu.” Akavanyaradza, akataura navo nomwoyo wakanaka.

Verenga chikamu Genesi 50