Ipapo Farao akataura naJosefa, akati, “Baba vako navana vababa vako vauya kwauri; nyika yeIjipiti iri pamberi pako; baba vako navana vababa vako ngavagare panzvimbo yakaisvonaka panyika ino, ngavagare panyika yeGosheni; kana uchiziva kuti pakati pavo pana varume vakangwara, uvaite vatariri vemombe dzangu.”
Verenga chikamu Genesi 47
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Genesi 47:5-6
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo