Mwari akataura naIsiraeri nezviratidzo usiku, akati, “Jakobho! Jakobho!” Iye akati, “Ndiri pano hangu.” Akati, “Ndini Mwari, iye Mwari wababa vako; usatya hako kuburukira Ijipiti; nokuti ndichakuita rudzi rukuru ikoko; ndichaburukira Ijipiti newe, ndigokudzosazve zvirokwazvo; Josefa ndiye achatsika meso ako.”
Verenga chikamu Genesi 46
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Genesi 46:2-4
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo