Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Genesi 32:17-18

Genesi 32:17-18 SNA2002

Akaraira wokutanga, akati, “Kana Esau, mukuru wangu, akasangana newe, akabvunza, achiti, ‘Uri munhu waaniko? Unoendepiko? Izvi zviri pamberi pako ndezvaani?’ Uti, ‘Ndezvomuranda wenyu Jakobho; chipo chakatumirwa ishe wangu Esau; tarirai, naiye ari kumashure kweduwo;’ ”

Verenga chikamu Genesi 32