Zvino Isaka akadyara zviyo munyika iyoyo, akawana gore iro rune zana; Jehovha akamuropafadza. Munhu uyu akava mukuru, akaramba achiwedzerwa, kusvikira ava mukuru kwazvo; akanga aine pfuma yamakwai, neyemombe, nemhuri huru; vaFirisitia vakamugodora.
Verenga chikamu Genesi 26
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Genesi 26:12-14
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo