Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Genesi 1:1-2

Genesi 1:1-2 SNA2002

Pakutanga Mwari akasika denga nenyika. Nyika yakanga isina kugadzirwa, isina chinhu; rima rakanga riripo pamusoro pemvura yakadzika; Mweya waMwari wakanga uchigarira pamusoro pemvura.

Verenga chikamu Genesi 1