Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Vagaratiya 6:4-5

Vagaratiya 6:4-5 SNA2002

Zvino munhu mumwe nomumwe ngaaedze basa rake amene, ipapo angazvirumbidza pamusoro pake iye amene oga, asingazviiti pamusoro pomumwe. Nokuti munhu mumwe nomumwe achafanira kutakura mutoro wake.