Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Vagaratiya 5:16-18

Vagaratiya 5:16-18 SNA2002

Zvino ndinoti: Fambai noMweya, ipapo hamungaiti kuchiva kwenyama. Nokuti nyama inochiva ichirwa noMweya; noMweya uchirwa nenyama; nokuti izvi zvinorwisana; kuti murege kuita zvamunoda. Asi kana muchitungamirirwa noMweya, hamuzi pasi pomurayiro.