Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ekisodho 5:22-23

Ekisodho 5:22-23 SNA2002

Ipapo Mosesi akadzokera kuna Jehovha, akati, “Ishe, maitireiko vanhu ava zvakaipa? Manditumireiko? Nokuti kubva panguva yandakaenda nayo kuna Farao kundotaura nezita renyu, iye akaitira vanhu ava zvakaipa; hamuna kutongorwira vanhu venyu.”

Verenga chikamu Ekisodho 5