Rega kuita sungano navo, kana navamwari vavo. Havafaniri kugara munyika yako, kuti varege kukutadzisa pamberi pangu, nokuti kana ukashumira vamwari vavo, zvirokwazvo izvo zvichava musungo kwauri.
Verenga chikamu Ekisodho 23
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ekisodho 23:32-33
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo