Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ekisodho 18:22-24

Ekisodho 18:22-24 SNA2002

ivo ngavatambire vanhu mhaka dzavo nguva dzose; zvino kana pane shoko guru, ngavariise kwauri, asi kana ari mashoko maduku ngavaatambe vamene; naizvozvo iwe ucharerusirwa, naivo vachatakura mutoro pamwechete newe. Kana ukaita chinhu ichi, Mwari akakuraira saizvozvo, iwe uchagona kutsunga, navanhu ava vose vachaenda kudzimba dzavo norugare.” Mosesi akateerera izwi romukarahwa wake, akaita zvose zvaakanga audzwa naye.

Verenga chikamu Ekisodho 18