Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ekisodho 17:12-14

Ekisodho 17:12-14 SNA2002

Asi maoko aMosesi akazoneta, zvino vakatora ibwe, vakariisa pasi pake, akagara pamusoro paro, Aroni naHuri vakatsigira maoko ake, mumwe kuno rumwe rutivi, mumwe kuno rumwe rutivi; maoko ake akava nesimba kusvikira pakuvira kwezuva. Joshua akakunda Amareki navanhu vake neminondo inopinza. Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Nyora izvi mubhuku, vazvirangarire, uzvirondedzerewo munzeve dzaJoshua, kuti ini ndichabvisa chose pasi pokudenga zvose zvinorangaridza Amareki.”

Verenga chikamu Ekisodho 17