Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaEfeso 6:10-13

VaEfeso 6:10-13 SNA2002

Pakupedzisira ivai nesimba muna Ishe, nomusimba rake guru. Shongai nhumbi dzose dzokurwa nadzo dzaMwari, mugone kumira muchirwa namano aDhiabhori. Nokuti hatirwi nenyama neropa, asi navabati, navane simba, namadzishe enyika erima rino, nemweya yakaipa yedenga. Saka torai nhumbi dzose dzokurwa nadzo dzaMwari, kuti mugone kudzivisa pazuva rakaipa, nokuramba mumire mapedza zvose.

Verenga chikamu VaEfeso 6

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neVaEfeso 6:10-13