Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaEfeso 4:1-2

VaEfeso 4:1-2 SNA2002

Naizvozvo ini musungwa muna Ishe, ndinokumbira zvikuru kuti mufambe zvakafanira kudanwa kwamakadanwa nako, nokuzvininipisa kwose nounyoro, nomwoyo murefu, muchiitirana mwoyo murefu murudo

Verenga chikamu VaEfeso 4