Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaEfeso 2:11-12

VaEfeso 2:11-12 SNA2002

Naizvozvo rangarirai, kuti imi vahedheni munyama, mainzi “Vasina, kudzingiswa” naivo vanonzi, “Vokudzingiswa,” kuri munyama, kunoitwa namaoko; kuti nenguva iyo makanga musina Kristu, muri vatorwa paushe hwavaIsiraeri, muri vaeni pasungano dzechipikirwa, musina tariro, musina Mwari panyika.

Verenga chikamu VaEfeso 2