Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Muparidzi 4:9-11

Muparidzi 4:9-11 SNA2002

Vaviri vanopfuura mumwe, nokuti vanomubayiro wakanaka wokubata kwavo. Nokuti kana vakawira pasi, mumwe achasimudza shamwari yake; asi ari oga ane nhamo kana achiwira pasi, haano mumwe angamusimudza. Uyezve, kana vaviri vachivata pamwechete, vachadziyirwa; asi mumwechete angadziyirwa sei?

Verenga chikamu Muparidzi 4