Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Dhanieri 3:29

Dhanieri 3:29 SNA2002

“Naizvozvo ndinotema chirevo, kuti vanhu vose namarudzi ose namarimi ose, vanotaura zvisina kufanira pamusoro paMwari waShadhiraki naMeshaki naAbhedhinego, vatemwe‐temwe, nedzimba dzavo dziitwe muturunhuru; nokuti hakuna mumwe mwari anogona kurwira saizvozvo.”

Verenga chikamu Dhanieri 3

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neDhanieri 3:29