VaKorose 1:12-14
VaKorose 1:12-14 SNA2002
muvonge baba, vakatikwanisa kuti tipiwe nhaka yavatsvene muchiedza; vakatisunungura pasimba rerima, vakatiisa muushe hwoMwanakomana worudo rwavo; watine dzikinuro maari, ndiko kukanganwirwa kwezvivi zvedu.