Naizvozvo tendeukai, mudzoke, kuti zvivi zvenyu zvidzimwe, kuti nguva dzokusimbiswa dzinobva kuna Ishe, dzisvike; atume Kristu, iye Jesu, akagadzwa kare nokuda kwenyu
Verenga chikamu Mabasa 3
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mabasa 3:19-20
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo