Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 16:23-25

Mabasa 16:23-25 SNA2002

Zvino vakati vavarova zvikuru, vakavaisa mutorongo, vakarayira murindi wetorongo kuti avachengete kwazvo. Iye akati arayirwa kudaro, akavaisa mutorongo yomukati, akasunga makumbo avo mumatanda. Zvino panenge pakati pousiku, Pauro naSirasi vakanga vachinyengetera nokuimbira Mwari nziyo; vakanga vakasungwa vakavateerera.

Verenga chikamu Mabasa 16