Zvino Abhusaromu akasangana navaranda vaDhavhidhi. Abhusaromu wakanga akatasva hesera rake, hesera rikapinda napasi pamatavi makobvu omuoki mukuru, musoro wake ukabatwa pamuoki, iye ndokurembera pakati pedenga napasi; hesera raakanga akatasva rikaramba richifamba. Zvino mumwe murume akazviona, akandoudza Joabhu, akati, “Tarira, ndaona Abhusaromu akarembera mumuoki.”
Verenga chikamu 2 Samueri 18
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 2 Samueri 18:9-10
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo