Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Madzimambo 5:14-15

2 Madzimambo 5:14-15 SNA2002

Ipapo akaburuka, akandonyura muna Jorodhani kanomwe, sezvakanga zvataura munhu waMwari; nyama yake ikadzoka, ikafanana nenyama yomwana muduku, akava wakanaka. Zvino akadzokera kumunhu waMwari, iye neboka rake rose, akasvika, akamira pamberi pake, akati, “Tairirai, zvino ndoziva kuti hapana Mwari pasi pose, asi pakati peIsiraeri; naizvozvo zvino, gamuchirai henyu chipo kumuranda wenyu.”