Ndinofara zvikuru, nokuti ndakawana vamwe vana venyu vachifamba muchokwadi, sezvatakarayirwa naBaba. Zvino ndinokumbira kwamuri, mai, ndisingaiti sendinokunyorerai murayiro mutsva, asi uyo watakanga tinawo kubva pakutanga, wokuti tidane. Ndirwo rudo, kuti tifambe nemirayiro yake. Ndiwoyu murayiro, sezvamakanzwa kubva pakutanga, kuti mufambe mauri.
Verenga chikamu 2 Johani 1
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 2 Johani 1:4-6
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo