Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 VaKorinde 10:12-13

2 VaKorinde 10:12-13 SNA2002

Nokuti tinotya kuzvienzanisa nokuzvifananidza navamwe vanozvikudza; asi ivo havana njere, zvavanozvienzanisa naivo vamene, nokuzvifananidza naivo vamene. Zvino isu hatingazvirumbidzi tichipfuura chiyero, asi nechiyero chinosvika pachitanda chatakagoverwa naMwari, kuti chive chiyero, chisvikirewo kwamuri.