Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 VaKorinde 1:21-22

2 VaKorinde 1:21-22 SNA2002

Zvino, uyo anotisimbisa muna Kristu pamwechete nemi, nokutizodza, ndiMwari; uyo akatiisirawo chisimbiso, akatipa rubatso rwoMweya mumwoyo medu.