Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Makoronike 20:20

2 Makoronike 20:20 SNA2002

Vakamuka mangwanani, ndokubudira kurenje reTekoa; zvino vakati vachibuda, Jehoshafati akamira, akati, “Chindinzwai imi vaJudha nemi mugere Jerusaremu; tendai Jehovha Mwari wenyu, mugosimbiswa; tendai vaporofita vake, mugokunda.”