asi naizvozvo ndakaitirwa ngoni, kuti Jesu Kristu aratidze mwoyo wake wose murefu mandiri, ini mukuru wavatadzi, kuti ndive chiratidzo kuna vanozotenda kwaari, zvinovaisa kuupenyu husingaperi. Zvino iye Ishe asingaperi, asingafi, asingaonekwi, Mwari woga, ngaave nokukudzwa nokubwinya nokusingaperi-peri. Ameni.
Verenga chikamu 1 Timoti 1
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 1 Timoti 1:16-17
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo