kandirai pamusoro pake kufunganya kwenyu kwose, nokuti iye anokuchengetai. Svinurai, murinde; muvengi wenyu Dhiabhori, anofamba-famba seshumba inorira, ichitsvaka waingaparadza. Mumudzivisei, makamira nesimba pakutenda, muchiziva kuti kutambudzika ikoko kunoitirwa hama dzose dziri panyika.
Verenga chikamu 1 Petirosi 5
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 1 Petirosi 5:7-9
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo