Kana uriwe, kana ukafamba pamberi pangu sababa vako Dhavhidhi nomwoyo usinganyengeri, nokururama, ukaita zvose zvandakakuraira ukachengeta zvandatema nezvandatonga, ipapo ini ndichasimbisa chigaro chako choushe pakati paIsiraeri nokusingaperi, sezvandakapikira baba vako Dhavhidhi, ndichiti, ‘Haungashaiwi munhu uchagara pachigaro choushe chaIsiraeri.’
Verenga chikamu 1 Madzimambo 9
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 1 Madzimambo 9:4-5
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo