Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Madzimambo 4:29

1 Madzimambo 4:29 SNA2002

Mwari akapa Soromoni kungwara nokunzwisisa kukuru, nomwoyo wakaziva zvakanaka, zvakafanana nejecha riri pamhenderekedzo yegungwa.