Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Johani 3:1-3

1 Johani 3:1-3 SNA2002

Tarirai kukura kworudo rwatakaitirwa naBaba, kuti tinzi vana vaMwari; ndizvo zvatiriwo; saka nyika haitizivi, nokuti haina kumuziva iye. Vadikanwi, zvino tiri vana vaMwari, uye zvichigere kuratidzwa kuti tichazovei. Tinoziva kuti kana achizooneswa, isu tichafanana naye; nokuti tichamuona sezvaakaita. Mumwe nomumwe ane tariro iyi kwaari, anozvichenesa sezvaakachena iye.

Verenga chikamu 1 Johani 3