Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 VaKorinde 7:33-34

1 VaKorinde 7:33-34 SNA2002

Asi akawana, anofunga zvenyika, kuti angafadza mukadzi wake sei. Nomukadzi asina kuwanikwa nemhandara anofunga zvaIshe, kuti ave mutsvene pamuviri napamweya; asi akawanikwa anofunga zvenyika, kuti angafadza murume wake sei.