Ko hamuzivi kuti vasakarurama havangagari nhaka youshe hwaMwari here? Musarasika; nokuti mhombwe, kana vanonamata zvifananidzo, kana vanopfeva, kana vakapata, kana vanoita zvakaipa navarume, kana mbavha, kana vanoruchiva, kana vanosinwa doro, kana vatuki, kana makororo, havangagari nhaka youshe hwaMwari.
Verenga chikamu 1 VaKorinde 6
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 1 VaKorinde 6:9-10
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo