Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 VaKorinde 3:12-13

1 VaKorinde 3:12-13 SNA2002

Zvino kana munhu achivaka pamusoro penheyo idzi, ndarama, kana sirivha, kana mabwe anokosha, kana matanda, kana uswa, kana mashanga; basa romumwe nomumwe richaonekwa; nokuti zuva iro richazvibudisa pachena, nokuti richaratidzwa nomoto; moto uchaedza basa romumwe nomumwe kuti rakadini.