Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 VaKorinde 14:14-15

1 VaKorinde 14:14-15 SNA2002

Nokuti kana ndichinyengetera norumwe rurimi, mweya wangu unonyengetera, asi kufunga kwangu kunoshaiwa zvibereko. Zvino chinyiko? Ndichanyengetera nomweya wangu, uye ndichanyengetera nokufunga kwanguo; ndichaimba nomweya wangu, uye ndichaimba nokufunga kwanguo.