Nokuti tarirai kudanwa kwenyu, hama dzangu, kuti havazi vazhinji vakachenjera panyama vakadanwa; havazi vazhinji vane simba, havazi vazhinji vanokudzwa; asi Mwari akatsaura zvinhu zvisina simba zvenyika, kuti anyadzise izvo zvine simba; Mwari akatsaura zvinhu zvinozvidzwa zvenyika, nezvinoshorwa, nezvinhu zvisipo, kuti ashayise zviripo simba razvo, kuti kurege kuva nomunhu angazvikudza pamberi paMwari. Asi naye muri muna Kristu Jesu, iye akatiitirwa isu uchenjeri hunobva kuna Mwari, nokururama, noutsvene, norudzikinuro.
Verenga chikamu 1 VaKorinde 1
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 1 VaKorinde 1:26-30
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo