Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 VaKorinde 1:26-29

1 VaKorinde 1:26-29 SNA2002

Nokuti tarirai kudanwa kwenyu, hama dzangu, kuti havazi vazhinji vakachenjera panyama vakadanwa; havazi vazhinji vane simba, havazi vazhinji vanokudzwa; asi Mwari akatsaura zvinhu zvisina simba zvenyika, kuti anyadzise izvo zvine simba; Mwari akatsaura zvinhu zvinozvidzwa zvenyika, nezvinoshorwa, nezvinhu zvisipo, kuti ashayise zviripo simba razvo, kuti kurege kuva nomunhu angazvikudza pamberi paMwari.