Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 VaKorinde 1:1-3

1 VaKorinde 1:1-3 SNA2002

Pauro, akadanwa nokuda kwaMwari, kuti ave mupostori waKristu Jesu, naSositene, hama yedu, kukereke yaMwari iri muKorinde, kuna vakaitwa vatsvene muna Kristu Jesu, vakadanwa kuti vave vatsvene pamwechete navose vanodana pose-pose zita raJesu Kristu, Ishe wedu, wavo nowedu: Nyasha ngadzive nemi, norugare runobva kuna Mwari, Baba vedu, naIshe Jesu Kristu.