Ndishoŋge secisimbiso pamŋoyo pako, Secisimbiso paruʋoko rwako; Nokuti ruɗo runesimba sorufu; Goɗo rinokuʋadza seSheori; Kupisa kwaro ndiko kupisa kwomŋoto, Muraɀo caiwo waJehova. Mvura zhinji haigoni kudzima ruɗo; Nzizi hadziŋgaruɓitirisi; Kunyaŋge munhu akapa fuma yose yeimba yake kuti awane ruɗo, Uŋgaɀidzwa cose. Tinecinuŋuna, Cigere kuʋa namazamu; Ticaɗiniko necinuŋuna ceɗu Nezuʋa raacakumbirwa?
Verenga chikamu Rwiyo Rukuru 8
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Rwiyo Rukuru 8:6-8
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo