Muʋonde woibvisa maʋonde awo mambishi, Ʋuye mizambiriŋga yotuŋga maruʋa; Yoɓuɗisa kunhuwira kwawo; Simuka, shamŋari yaŋgu, wakanaka waŋgu, ʋuya! Iwe njiʋa yaŋgu, uri mumikaha yeɗombo, Pakadzitika pamawere; Ndiʋone ciso cako, Ndinzwe inzwi rako; Nokuti inzwi rako rakanaka, ciso cako cakanaka.
Verenga chikamu Rwiyo Rukuru 2
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Rwiyo Rukuru 2:13-14
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo