Ndakaȿiɓa, asi ndakanaka haŋgu, Imi ʋakunda ʋeJerusarema, Samatente eKedari, Semiceka yakaremberedzwa yaSoromoni. Musanditarira, ɀandakaȿiɓa, Nokuti zuʋa rakandipisa. Ʋanakomana ʋamai ʋaŋgu ʋakanditsamŋira, Ʋakandiita murindi weminda yemizambiriŋga; Asi munda waŋgu wemizambiriŋga handina‐kuuceŋgeta.
Verenga chikamu Rwiyo Rukuru 1
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Rwiyo Rukuru 1:5-6
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo