Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

ƲaRoma 2:5-6

ƲaRoma 2:5-6 SUB1949

Asi noʋukukutu bgako, nomŋoyo usiŋgaɗi kutendeʋuka, unoɀiʋuŋganidzira kutsamŋa nezuʋa rokutsamŋa, nokuratidzwa kwokutoŋga kwakarurama kwaMŋari; iye ucapa mumŋe nomumŋe paakaita napo

Verenga chikamu ƲaRoma 2