Ʋanosuka ŋguʋo dzaʋo ʋakaropafadzwa, kuti ʋaʋe nesimba rokuʋuya kumuti woʋupenyu, ʋapinde napamasuʋo eguta. Kunze ndiko kunembga, naʋaroyi, nemhombge, naʋaʋurayi, naʋanonamata ɀifananidzo, naʋose ʋanoɗa nhema ʋacidziita.
Verenga chikamu Ɀakazarurwa 22
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ɀakazarurwa 22:14-15
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo