Ipapo kuɗeŋga kwakaʋonekwa cimŋe ciratidzo ici: Tarira, shato huru tȿuku, inemisoro minomŋe, nenyaŋga dzinegumi, napamisoro yayo korona nomŋe. Rumhinda rwayo rukakweʋa cetatu cenyeredzi dzokuɗeŋga, ndokudzikandira pasi panyika; shato iyo ikamira pamberi pomukadzi wakaŋga oɀara, kuti iparadze mŋana wake kana aɀara.
Verenga chikamu Ɀakazarurwa 12
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ɀakazarurwa 12:3-4
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo